Kana Usipo — аккорды для укулеле
Аккорды:
B
F#
G#m
E
Вступление
Intro
B F# G#m E B x2
Verse
1]
B E
Kana usipo handirare
B F# B E B
Kana usipo handidye aaha
B E
Kana usipo handirare
B F# B E B
Kana usipo handidye
B
Ndiani, ndiani
E B
Ane rudo urwu pasi pano
F# B
Ndiani, ndiani
E B
Ndiani ane rwudo rwakadai pasi pano
Verse
B E
Kana usipo handirare
B F#
Fume mangwana maziso ngwerewere
B E
Kana usipo handidye
G#m F# B
Apedza hupfu ndiani
[3rd Verse]
B E
Zvanzi batai baba ava
B F#
Vangawira mugomba umo
B E
Mai varere apa madzimai vavo
B
Risati ravira vachonywa
Verse
B E
Mai varipano yave shirikadzi
B F#
Baba vashaya pano murume wavo
B E G#m F# B
Asi ndopika namai vaya risati ranyura vachonywa
B E
Ukarwara ndinorwarawo
B F#
Ukafa neni ndofawo
B E
Vangani vedu vakafirwa nevavaidana navo
B
Nhasi tiri tose
B E
Pangava panhamo chaipo
B F#
Zvikomba ndizvo zvinotanga kusvika
B E
Namatambudziko, nedzoi
G#m F# B
Tibate maoko zvakwenyana
B E
Pangava pamuchato chaipo
B F#
Zvikomba ndozvinotanga kusvika
B E G#m
Makorokoto, makorokoto
F# B
Zvachonyana
B E
Hanzi chokwadi ndanzwa mhiko
B F# B
Asi musandikanganwa mazuva edu
E B
aya zvirambe zvakadaro kudzamara rufu
B
Zvachonyana
Chorus
B
Ndiani,
E B F#
ndiani ane rudo rwechokwadi pasi pano
B
Ayehwa kutandadzana
E B
kuvaraidzana chete
Verse
B E
Hanzi vasikana kwapfura mhepo
B F#
Baba vakaenda kure nebasa
B E B
Mai munowanikwa muri mumabiko naniko
B E
Imi baba amai vabetserwa
B F#
Kune mwanasikana
B E B
Ko womobhabhadzirana naye uyu baba ndiani
B E
Hanzi ndafumirako kuchipatara
B F#
Haiwa varara zvawo zvirinani
B E B
Ko womotsvodana naye uyu Baba ndiani
Chorus
B
Ndiani,
E B F#
ndiani ane rudo rwechokwadi pasi pano
B
Ayehwa kutandadzana
E B
kuvaraidzana chete